Naiɀoɀo nyora ɀawaʋona, neɀiri’po, neɀicazoʋa’po shure kwaiɀoɀi; ɀakaʋanzika ɀenyeredzi nomŋe dzawaʋona muruʋoko rworudyi rwaŋgu, neɀigadziko ɀemŋenje ɀinomŋe ɀendarama. Nyeredzi nomŋe ndiʋo ʋatumŋa ʋekereke nomŋe; neɀigadziko ɀemŋenje ɀinomŋe ndidzo kereke nomŋe.
Verenga chikamu Ɀakazarurwa 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀakazarurwa 1:19-20
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo