Asi ɀirokwaɀo Mŋari wakanzwa; Wakaterera inzwi rokunyeŋgetera kwaŋgu. Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, Iye usina‐kuramba munyeŋgetero waŋgu, kana kubvisa tsitsi yake kwandiri.
Verenga chikamu Mapisarema 66
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 66:19-20
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo