Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 59:1-2

Mapisarema 59:1-2 SUB1949

Ndirwirei paʋaʋeŋgi ʋaŋgu, Mŋari waŋgu; Ndiisei pakakwirira kure naʋanondimukira. Ndirwirei paʋaiti ʋeɀakaipa, Ndiponesei paʋanhu ʋeropa.