Jehova, kakaʋadzanai naʋanokakaʋadzana neni; Irwai naʋanorwa neni. Torai nhoʋo huru neɗuku, Musimuke kundiɓatsira. Vomorai ʋo pfumo, mudziʋire nzira yaʋanonditeʋerera, Itiyi kumŋeya waŋgu: Ndini muponesi wako. Ʋanotȿaka mŋeya waŋgu ŋgaʋanyadziswe, ʋaɀidzwe; Ʋanofuŋga kundiitira ɀakaipa ŋgaʋadzoserwe shure ʋakaŋganiswe. Ŋgaʋafanane nehundi inopupuruswa nemhepo, Mutumŋa waJehova aciʋasundira. Nzira yaʋo ŋgaiʋe nerima, itedze, Mutumŋa waJehova aciʋateʋerera. Nokuti ndisinemhoȿa ʋakandiʋanzira mimbure yaʋo muhunza, Ndisinemhoȿa ʋakacerera mŋeya waŋgu hunza. Kuparadzwa ŋgakumuwire akaŋgofara; Ʋuye mumbure wake waakaʋanza ŋgaumuɓate amene; Ŋgaawire’mo aparadzwe.
Verenga chikamu Mapisarema 35
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 35:1-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo