Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 22:27-31

Mapisarema 22:27-31 SUB1949

Migumo yose yenyika icaraŋgarira nokudzokera kunaJehova; Marudzi ose aʋahedeni acanamata kwamuri. Nokuti ʋushe ndobgaJehova; Ndiye muɓati waʋahedeni. Ʋakuru ʋose ʋenyika ʋacadya nokunamata; Ʋose ʋanoɓurukira kuguruʋa ʋacafugama pamberi pake, Naiye usiŋgagoni kuraramisa mŋeya wake. Ʋana ʋake ʋacanamata kwaari; Rudzi runoteʋera rucaʋudzwa ɀaJehova. Ʋacaʋuya ʋaciɗudzira kururama kwake Kuʋanhu ʋacazoɀarwa, kuti ndiye wakaɀiita.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMapisarema 22:27-31