Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 18:18-19

Mapisarema 18:18-19 SUB1949

Ʋakandiʋiŋga nezuʋa renjodzi yaŋgu, Asi Jehova wakaŋga ari mutsigiri waŋgu. Wakandiɓuɗisira kunɀimbo yakafarikana, Akandirwira, nokuti wakaŋga acindifarira.