Mapisarema 150
150
Rumbidzai Jehova!
1Hareruya!
Rumbidzai Jehova panɀimbo yake tȿene;
Murumbidzei muɗeŋga rakaitwa nesimba rake,
2Murumbidzei nokuɗa kweɀaakaita nesimba rake;
Murumbidzei ɀakafanira ʋukurukuru bgake.
3Murumbidzei nenzwi rehwamanda;
Murumbidzei nemiteŋgeranwa nembira.
4Murumbidzei neŋgoma nokutamba;
Murumbidzei noʋuɗimbga nenyere.
5Murumbidzei namakandira anorira kwaɀo;
Murumbidzei namakandira anorira ɀakanaka.
6Ɀinhu ɀose ɀinofema, ŋgaɀirumbidze Jehova.
Hareruya!
Zvasarudzwa nguva ino
Mapisarema 150: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
![None](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2F58%2Fhttps%3A%2F%2Fweb-assets.youversion.com%2Fapp-icons%2Fsn.png&w=128&q=75)
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018