Ndinzwisei ʋunyoro bgenyu maŋgwanani; Nokuti ndinoʋimba nemi; Ndiziʋisei nzira yandinofanira kufamba nayo; Nokuti ndinosimudzira mŋeya waŋgu kwamuri.
Verenga chikamu Mapisarema 143
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 143:8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo