Nokuti meso aŋgu anotarira kwamuri, Jehova Ishe; Ndinoʋimba nemi; regai kuɗurura ʋupenyu bgaŋgu. Ndiceŋgetei pamusuŋgo waʋakanditeyera, Naparugombe rwaʋanoita ɀisina‐kururama. Ʋakaipa ŋgaʋaɓatwe nemimbure yaʋo ʋamene, Asi ini ndiɗarike haŋgu.
Verenga chikamu Mapisarema 141
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 141:8-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo