Ndinorindira Jehova, mŋeya waŋgu unorindira; Ndinotarira shoko rake. Mŋeya waŋgu unorindira Ishe, Kupfuʋura ʋarindi ʋanorindira ruŋgwanani; Ɀirokwaɀo, kupfuʋura ʋarindi ʋanorindira ruŋgwanani. Imi Israeri, tarirai kunaJehova; Nokuti kunaJehova kuneŋgoni, Ʋuye kwaari kunokudzikinurwa kukuru. Iye ucadzikinura Israeri Paneɀisakarurama ɀake ɀose.
Verenga chikamu Mapisarema 130
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 130:5-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo