Kuɓatsirwa kwaŋgu kunobva kunaJehova, Wakaita kuɗeŋga napasi. Haaŋgatenderi rutsoka rwako kuti rutedzemuke; Muceŋgeti wako haaŋgakotsiri. Tarirai, muceŋgeti waIsraeri Haaŋgakotsiri kana kuʋata. Jehova ndiye muceŋgeti wako; Jehova ndiye mumvuri wako paruʋoko rwako rworudyi.
Verenga chikamu Mapisarema 121
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 121:2-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo