Mapisarema 117
117
Ndudzi dzose ŋgadzirumbidze Jehova.
1Rumbidzai Jehova, imi ndudzi dzose dzaʋanhu;
Mukudzei, imi ʋanhu ʋose.
2Nokuti ŋgoni dzake kwatiri ihuru;
Kutendeka kwaJehova kunogara nokusiŋgaperi.
Hareruya!#117:2 Kudzai Jehova.
Zvasarudzwa nguva ino
Mapisarema 117: SUB1949
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
![None](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2F58%2Fhttps%3A%2F%2Fweb-assets.youversion.com%2Fapp-icons%2Fsn.png&w=128&q=75)
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018