Pakuɓuɗa kwaIsraeri paEgipita, Imba yaJakobo iciɓuɗa pakati paʋanhu ʋakaŋga ʋanorumŋe rurimi; Juda wakaitwa imba yake tȿene, NaIsraeri ʋushe bgake. Guŋgwa rakaɀiʋona, rikatiza; Joridani rwakadzokera shure.
Verenga chikamu Mapisarema 114
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 114:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo