Maɓasa amaʋoko ake iɀokwaɗi nokururamisira; Mirairo yake yose yakasimba. Yakasimbiswa nokusiŋgaperi‐peri, Yakaitwa neɀokwaɗi nokururama. Wakatumira ʋanhu ʋake rudzikinuro; Wakaraira suŋgano yake nokusiŋgaperi; Zita rake idɀene rinotyisa. Kutya Jehova ndiko kutaŋga kwoʋucenjeri; Ʋose ʋanoɀiita ʋanomuraŋgariro wakanaka; Kurumbidzwa kwake kunogara nokusiŋgaperi.
Verenga chikamu Mapisarema 111
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 111:7-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo