Wakaziʋisa Mosesi nzira dzake, Naʋana ʋaIsraeri ɀaakaita. Jehova unetsitsi nenyasha, Haacimbidziki kutsamŋa, uneŋgoni zhinji. Haaŋgarambi acirwa; Ʋuye haaŋgarambi akatsamŋa nokusiŋgaperi.
Verenga chikamu Mapisarema 103
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 103:7-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo