Inzwai munyeŋgetero waŋgu, Jehova, Kucema kwaŋgu ŋgakuȿikire kwamuri. Regai kundiʋanzira ciso cenyu pazuʋa rokutambudzika kwaŋgu; Rerekerai nzeʋe yenyu kwandiri; Pazuʋa rokuɗana kwaŋgu kurumidzai kundipindura. Nokuti mazuʋa aŋgu anopera soʋutsi, Mafupa aŋgu anotȿa secitsa.
Verenga chikamu Mapisarema 102
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 102:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo