Usapinda pagwara raʋakaipa, Usafamba nenzira yaʋakashata. Uinɀeŋge, usapinda pairi; Tsauka pairi, upfuʋure hako. Nokuti haʋaʋati, kana ʋasiŋgaiti ɀakashata; Ʋanotorerwa hope dzaʋo, kana ʋasiŋgagumbusi ʋamŋe. Nokuti ʋanodya ɀokudya ɀeɀakaipa, Nokunwa waini yokumanikidza. Asi gwara raʋakarurama rakaita seciedza camambakwedza, Cinoramba ciciwedzera kubginya kuȿikira pamasikati makuru. Nzira yaʋakaipa yakaita serima; Haʋaziʋi ciŋgaʋagumbusa.
Verenga chikamu Ɀireʋo 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀireʋo 4:14-19
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo