Ɀireʋo 31:28-29
Ɀireʋo 31:28-29 SUB1949
Ʋana ʋake ʋanomuka, ʋacimuti: Ʋakaropafadzwa; Nomurume wake ʋo unomurumbidza, aciti: Ʋakunda ʋazhinji ʋakaita ɀakanaka, Asi iwe unoʋakunda ʋose.