Munhu wakarurama, unozunuŋguka pamberi paʋakaipa, Wakafanana netsime rakabvoŋgodzwa necituɓu cinetȿina. Haɀina‐kunaka kudya ʋuci ʋuzhinji; Asi kunɀera ɀinorema ndiko kukudzwa.
Verenga chikamu Ɀireʋo 25
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀireʋo 25:26-27
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo