Mugwagwa, wakapfumba, waʋakarurama ndiko kubva panezakaipa; Unocenjerera nzira yake unoceŋgeta mŋeya wake. Kuɀikudza kunotaŋgira kuparadzwa; Ʋuye mŋeya wamanyawi unotaŋgira kuwa. Ɀirinani kuʋa nomŋeya unoɀininipisa pakati paʋarombo, Pakugoʋana ɀakapambga naʋanoɀikudza.
Verenga chikamu Ɀireʋo 16
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀireʋo 16:17-19
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo