Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ɀireʋo 10:6-7

Ɀireʋo 10:6-7 SUB1949

Mikomborero iri pamusoro wowakarurama; Asi muromo wowakaipa unoʋanza kumanikidza. Kuyeʋukwa kwowakarurama kunoʋigira kuropafadzwa, Asi zita rowakaipa ricaʋora.