Kutya Jehova kunowedzera mazuʋa; Asi makore owakaipa acatapudzwa. Tariro yaʋakarurama mufaro; Asi kutarira kwaʋakaipa kucaparadzwa.
Verenga chikamu Ɀireʋo 10
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀireʋo 10:27-28
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo