Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaFiripi 2:5-10

ƲaFiripi 2:5-10 SUB1949

Iʋai nomŋoyo uyo, wakaŋga uri munaKristu Jesu ʋo; iye, kunyaŋge akaŋga akafanana naMŋari, haana‐kuti kuenzana naMŋari ndicinhu cinofanira kuɓatisiswa; asi wakaɀiɗurura iye, akaɀiita muranda, akafanana naʋanhu; akati awanikwa nomufananidzo womunhu, akaɀininipisa, akaterera kuȿikira parufu, irwo rufu rwomucinjikwa. Saka Mŋari wakamukudza ɀikuru, akamupa zita rinopfuʋura mazita ose; kuti muzita raJesu mabvi ose afugame, aʋari kuɗeŋga naʋari panyika, naʋari pasi penyika

Verenga chikamu ƲaFiripi 2

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neƲaFiripi 2:5-10