Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 5:5-9

Mateo 5:5-9 SUB1949

Ʋakaropafadzwa ʋanyoro; nokuti ʋacagara nhaka yenyika. Ʋakaropafadzwa ʋanenzara nenyota yokururama; nokuti ʋacagutiswa kwaɀo. Ʋakaropafadzwa ʋaneŋgoni; nokuti ʋacaitirwa ŋgoni. Ʋakaropafadzwa ʋakacena pamŋoyo; nokuti ʋacaʋona Mŋari. Ʋakaropafadzwa ʋanoyananisa; nokuti ʋacanzi ʋana ʋaMŋari.

Verenga chikamu Mateo 5

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateo 5:5-9