Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 5:15-16

Mateo 5:15-16 SUB1949

Nomŋenje haʋaŋgautuŋgidzi, ʋakauisa pasi peɗeŋgu, asi pacigadziko, uvenekere ʋose ʋari mumba. Saiɀoɀo ciedza cenyu ŋgacivenekere pamberi paʋanhu, kuti ʋaʋone maɓasa enyu akanaka, ʋakudze Ƃaba ʋenyu ʋari kuɗeŋga.

Verenga chikamu Mateo 5