Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 5:1-8

Mateo 5:1-8 SUB1949

Wakati aciʋona ʋanhu ʋazhinji, akakwira mugomo; akagara pasi, ʋadzidzi ʋake ʋakasweɗera kwaari. Akashamisa muromo wake, akaʋadzidzisa, aciti: Ʋakaropafadzwa ʋarombo pamŋeya; nokuti ʋushe bgokuɗeŋga ndobgaʋo. Ʋakaropafadzwa ʋanocema; nokuti ʋacanyaradzwa. Ʋakaropafadzwa ʋanyoro; nokuti ʋacagara nhaka yenyika. Ʋakaropafadzwa ʋanenzara nenyota yokururama; nokuti ʋacagutiswa kwaɀo. Ʋakaropafadzwa ʋaneŋgoni; nokuti ʋacaitirwa ŋgoni. Ʋakaropafadzwa ʋakacena pamŋoyo; nokuti ʋacaʋona Mŋari.

Verenga chikamu Mateo 5