Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 11:26-30

Mateo 11:26-30 SUB1949

Hoŋo, Ƃaɓa, nokuti ndiɀo ɀakakufadzai. Ɀinhu ɀose ndakaɀipiwa naƂaɓa ʋaŋgu, hakuna‐unoziʋa Mŋanakomana, asi Ƃaɓa; hakuna‐unoziʋa Ƃaɓa, asi Mŋanakomana, naiye Mŋanakomana waaneŋge aciɗa kumuzarurira iye. Ʋuyai kwandiri, imi mose makaneta, makaremerwa, ini ndicakuzorodzai. Muise joko raŋgu pamsoro penyu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomŋoyo unoɀininipisa, kuti muwane zororo pamŋeya yenyu. Nokuti joko raŋgu rakanaka, nomutoro waŋgu unorerukira.

Verenga chikamu Mateo 11

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateo 11:26-30