Saremoni akaɓereka Boasi kumukadzi wake Rahabi; Boasi akaɓereka Obedi kumukadzi wake Rute; Obedi akaɓereka Jesi; Jesi akaɓereka mambo Davidi. Davidi akaɓereka Soromoni kumukadzi waUria; Soromoni akaɓereka Roboami; Roboami akaɓereka Abia; Abia akaɓereka Asafa; Asafa akaɓereka Josafati; Josafati akaɓereka Joramu; Joramu akaɓereka Ozia; Ozia akaɓereka Jotamu; Jotamu akaɓereka Ahazi; Ahazi akaɓereka Ezekia; Ezekia akaɓereka Manase; Manase akaɓereka Amoni; Amoni akaɓereka Josia; Josia akaɓereka Jekonia naʋanuŋuna ʋake neŋguʋa yokutapxa kwaʋo Babironi. Shure kwokutapxa kwaʋo Babironi Jekonia akaɓereka Saratieri; Saratieri akaɓereka Zorobaberi; Zorobaberi akaɓereka Abiudi; Abiudi akaɓereka Eriakimi; Eriakimi akaɓereka Azori; Azori akaɓereka Sadoki; Sadoki akaɓereka Akimi; Akimi akaɓereka Eriudi; Eriudi akaɓereka Ereazari; Ereazari akaɓereka Matani; Matani akaɓereka Jakobo; Jakobo akaɓereka Josefa, murume waMaria, iye akaɓereka Jesu, unonzi Kristu. Naiɀoɀo marudzi ose kubva kunaAbrahama kuȿikira kunaDavidi aiʋa marudzi anegumi namanna; kubva kunaDavidi kuȿikira pakutapxa Babironi marudzi anegumi namanna; kubva pakutapxa Babironi kuȿikira kunaJesu Kristu marudzi anegumi namanna.
Verenga chikamu Mateo 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mateo 1:5-17
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo