Asi ndiani uŋgatsuŋga nezuʋa rokuʋuya kwake? Ndiani uŋgamira kana aciʋonekwa? Nokuti wakafanana nomŋoto womunatsi, nesipo yomusuki. Iye ucagara pasi akafanana nomunatsi nomucenesi wesirveri; ucacenesa ʋanakomana ʋaRevi, nokuʋanatsa sendarama nesirveri; ipapo ʋacaʋigira Jehova ɀipiriso nokururama. Ipapo cipiriso caJuda neJerusarema ɀicafadza Jehova, sapamazuʋa akare, sapamakore apakutaŋga taŋga.
Verenga chikamu Maraki 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Maraki 3:2-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo