Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 24:6-7

Ruka 24:6-7 SUB1949

Haa’po pano, wamuka. Fuŋgai ɀaakakuʋudzai aciri Garirea, kuti Mŋanakomana womunhu unofanira kuiswa mumaʋoko aʋanhu ʋakaipa, aroʋerwe pamucinjikwa, agomuka nezuʋa retatu.

Verenga chikamu Ruka 24