Ɀino kunyaŋge ɀakaɗaro kana musiŋgaɗi kunditerera, ndicawedzera kukuroʋai kanomŋe pamsoro peɀiʋi ɀenyu. Ndicaputsa kuɀikudza kwenyu pamsoro pesimba renyu, ɗeŋga renyu ndicariita sesimbi, nenyika yenyu sendarira; simba renyu ricaperera pasina; nokuti nyika yenyu haiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀayo, nemiti yenyika haiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀayo.
Verenga chikamu Revitiko 26
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Revitiko 26:18-20
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo