Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jona 4:1-2

Jona 4:1-2 SUB1949

Asi ɀakaʋodza mŋoyo waJona kwaɀo, akatsamŋa. Akanyeŋgetera Jehova, akati: Haiwa, Jehova, ha ndiɀo ɀandakataura, ndiciri munyika yaŋgu here? Saka ndakacimbidzika kutizira Tarshishi; nokuti ndakaŋga ndiciziʋa kuti muri Mŋari unenyasha, uneŋgoni, usiŋgacimbidziki kutsamŋa, uzere noʋunyoro, muciɀiɗemba pamakafuŋga kuʋuyisa ɀakaipa.

Verenga chikamu Jona 4