Kana iwe ukashiŋgaira kutȿaka Mŋari, Ukakumbira kunaWamasimba ose; Kana ukaʋa wakanaka, wakarurama; Iye uŋgaɗai aimuka ɀino nokuɗa kwako, Akafambisa ɀakanaka imba yako yakarurama. Kunyaŋge kutaŋga kwako kwaiʋa kuɗuku, Asi kuguma kwako kwaiʋa kukuru kwaɀo.
Verenga chikamu Jobo 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jobo 8:5-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo