Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobo 42:10-11

Jobo 42:10-11 SUB1949

Jehova akashandura kutapxa kwaJobo ŋguʋa yaakanyeŋgeterera shamŋari dzake; Jehova akapa Jobo ɀaakaŋga anaɀo pakutaŋga kaʋiri. Ipapo ʋanuŋuna ʋake ʋose, nehanɀadzi dzake dzose, naʋazikani ʋake ʋose ʋaimuziʋa kare ʋakaʋuya kwaari, ʋakadya ɀokudya mumba make; ʋakamuɗemba nokumunyaradza pamsoro peɀakaipa ɀose ɀakaŋga ɀaʋuyiswa naJehova pamsoro pake; munhu mumŋe nomumŋe wakamupa ʋo cimari, nomumŋe nomumŋe cindori cendarama.

Verenga chikamu Jobo 42