Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobo 25

25
Birdadi unorumbidza ʋukuru bgaMŋari.
1Ipapo Birdadi muShuhi wakapindura, akati:
2Ʋumambo nokutyisa ɀinaye;
Iye unoyananisa pamatunhu ake akakwirira.
3Hondo dzake dziŋgaʋereŋgwa here?
Ndianiko usiŋgavenekerwi neciedza cake?
4Ɀino munhu uŋgaʋa wakarurama seiko pamberi paMŋari?
Nomunhu wakaɀarwa nomukadzi uŋgaʋa wakacena sei?
5Tarira, nomŋedzi ʋo unoshaiwa kubginya,
Nenyeredzi hadzizakacena kwaɀo pamberi pake.
6Ndoɗa munhu, iro gonye!
Nomŋanakomana womunhu, iro gonye!

Zvasarudzwa nguva ino

Jobo 25: SUB1949

Sarudza vhesi

Pakurirana nevamwe

Sarudza zvinyorwa izvi

None

Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda