Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johane 20:19-23

Johane 20:19-23 SUB1949

Ɀino aʋa maɗeko pazuʋa iro rokutaŋga reviki, mikoʋa yapfigwa paʋakaŋga ʋari ʋadzidzi nokutya ʋaJuda, Jesu akaʋuya, akamira pakati paʋo, akati kwaʋari: Rugare kwamuri! Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akaʋaratidza ɀanza ɀake norutiʋi rwake. Ʋadzidzi ʋakafara ʋaciʋona Ishe. Jesu akati ɀe kwaʋari: Rugare kwamuri! Ƃaɓa seɀaʋakandituma, neni ndinokutumai ʋo. Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akafemera kwaʋari, akati kwaʋari: Gamucirai Mŋeya Mutȿene. Aʋo, ʋamunokaŋganwira ɀiʋi ɀaʋo, ʋaɀikaŋganwirwa; aʋo, ʋamunoɓata ɀiʋi ɀaʋo, ɀaɓatwa.

Verenga chikamu Johane 20