Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johane 17:13-19

Johane 17:13-19 SUB1949

Asi ɀino ndoʋuya kwamuri; ndinotaura iɀi panyika, kuti ʋaʋe nomufaro waŋgu, wakazadzika maʋari. Ini ndakaʋapa shoko renyu, nyika ikaʋaʋeŋga, nokuti haʋazi ʋenyika, seni ndisi wenyika. Handinyeŋgeteri kuti muʋabvise panyika, asi kuti muʋaceŋgete panowakaipa. Haʋazi ʋenyika, seni ndisi wenyika. Muʋaite ʋatȿene muɀokwaɗi; shoko renyu iɀokwaɗi. Seɀamakandituma panyika imi, saiɀoɀo neni ndakaʋatuma panyika. Ndinoɀiita mutȿene nokuɗa kwaʋo, kuti naiʋo ʋaitwe ʋatȿene muɀokwaɗi.

Verenga chikamu Johane 17

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohane 17:13-19