Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johane 15:14-17

Johane 15:14-17 SUB1949

Im muri hama dzaŋgu, kana muciita ɀandinokurairai ini. Handicakuidziyi ʋaranda; nokuti muranda haaziʋi ɀinoitwa nashe wake; asi ndinokuidzai hama; nokuti ɀose ɀandakanzwa kunaƂaɓa ʋaŋgu, ndakakuziʋisai iɀo. Imi hamuna‐kundisanaŋgura, asi ini ndakakusanaŋgurai imi, ndikakuisai kuti muende muɓereke ɀiɓereko, ʋuye kuti ɀiɓereko ɀenyu ɀigare; kuti cinhu cipi necipi camuneŋge mucikumbira kunaƂaɓa muzita raŋgu, ʋakupei ico. Ndiɀoɀi ɀandinokurairai, kuti muɗane.

Verenga chikamu Johane 15

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohane 15:14-17