Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 25:5

Jeremia 25:5 SUB1949

ʋaciti: Dzokai ɀino mumŋe nomumŋe panzira yake yakaipa, napaɀakaipa ɀamunoita, mugare munyika yamakapiwa naJehova, imi namadziɓaɓa enyu, kubva kare nakare kuȿikira pakusiŋgaperi

Verenga chikamu Jeremia 25