Ɀanzi naJehova: Toŋgai ɀakarurama neɀakatendeka, murwire wakaɓirwa muruʋoko rwounomumanikidza; mutorwa, nenherera, necirikadzi, regai kuʋaitira ɀisakarurama, regai kuʋaitira nesimba; ʋuye musateʋura ropa risinemhoȿa panɀimbo ino.
Verenga chikamu Jeremia 22
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremia 22:3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo