Asi Jehova uneni semhare inotyisa; saka ʋamanikidzi ʋaŋgu ʋacagumburwa, haʋaŋgakundi; ʋacanyadziswa kwaɀo, nokuti haʋana‐kuita noʋucenjeri, nokunyadzwa kusiŋgaperi, kusiŋgazokaŋganikwi.
Verenga chikamu Jeremia 20
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremia 20:11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo