Ɀino kana ʋaciti kwamuri: Bvunzai maȿikiro naʋaʋuki, ʋanorira nokuita zeʋe‐zeʋe — ko ʋanhu haʋafaniri kubvunza Mŋari waʋo here? Ko ʋanofanira kubvunza ʋakafa pamsoro paʋapenyu here? Dzokerai kumurairo nokuɀipupuriro! Kana ʋasiŋgatauri seɀinoreʋa shoko iri, haʋaŋgaʋi neciedza camaŋgwanani. Ʋacafamba nenyika ʋakamanikidzwa kwaɀo, ʋanenzara; ɀino kana ʋanenzara, ʋacaʋa neshuŋgu, ʋacatuka mambo waʋo naMŋari waʋo, ʋacitarira kuɗeŋga. Ʋacatarira ʋo pasi, asi tarirai, ʋacaʋona njodzi nerima, nokuȿiɓa kwokumanikidzwa; ʋacadziŋgirwa kurima guru.
Verenga chikamu Isaya 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 8:19-22
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo