Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaHeberu 13:7-8

ƲaHeberu 13:7-8 SUB1949

Raŋgarirai ʋatuŋgamiriri ʋenyu ʋaikuparidzirai shoko raMŋari; cerekedzai kuguma kwokufamba kwaʋo, mugoteʋera kutenda kwaʋo. Jesu Kristu unogara akaɗaro zuro, nanhasi, nokusiŋgaperi.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neƲaHeberu 13:7-8