Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Habakuki 3:1-4

Habakuki 3:1-4 SUB1949

Munyeŋgetero womuprofita Habakuki, unoimbga neShigionoti. Haiwa, Jehova, ndakanzwa mashoko enyu, ndikatya; Haiwa, Jehova, mutsai ɓasa renyu pakati pamakore; Riziʋisei pakati pamakore; Pakutsamŋa kwenyu raŋgarirai nyasha. Mŋari unoʋuya acibva Temani, Naiye Mutȿene acibva pagomo reParani. Sera. Ʋumambo bgake ʋunofukidza ɗeŋga rose, Nyika izere nokurumbidzwa kwake. Kupenya kuri’po kwakafanana neciedza; Bgerazuʋa ʋunoɓuɗa paruʋoko rwake, Simba rake rinoʋanda’po.

Verenga chikamu Habakuki 3