Ɀino wakati oɗa kupinda Egipita, akati kunaSarai, mukadzi wake: Tarira, ndinoziʋa kuti uri mukadzi wakanaka paciso cako; kana ʋaEgipita ʋacikuʋona, ʋacati: Ndiye mukadzi wake; ʋacandiʋuraya, asi iwe ʋacakurega uri mupenyu. Uti hako uri hanɀadzi yaŋgu, kuti ndiitirwe ɀakanaka nokuɗa kwako, kuti mŋeya waŋgu urarame nokuɗa kwako.
Verenga chikamu Genesi 12
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesi 12:11-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo