Ŋguʋo dzaʋanofanira kuita ndidzo: Homboɗo yecifuʋa, neefodi, nejasi, neŋguʋo yakarukwa, neŋgoani, nebanhire; ŋgaʋaitire Aroni, mukoma wako, naʋanakomana ʋake ŋguʋo tȿene, kuti andishumire paɓasa roʋuprista.
Verenga chikamu Eksodo 28
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Eksodo 28:4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo