Ɀino Mosesi akati kuʋanhu: Musatya henyu, mirai, mugoʋona sunuŋguro yaJehova, yaacakuitirai nhasi, nokuti ʋaEgipita ʋamaʋona nhasi, hamuŋgazoʋaʋoni ɀe nokusiŋgaperi. Jehova ucakurwirai, imi munofanira kunyarara henyu. Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Unoɗanidzireiko kwandiri? Ʋudza ʋana ʋaIsraeri kuti ʋapfuʋurire mberi. Iwe simudza tȿimbo yako, utambanudzire ruʋoko rwako pamsoro peguŋgwa, uritsemure napakati, kuti ʋana ʋaIsraeri ʋafambe pakawoma mukati meguŋgwa.
Verenga chikamu Eksodo 14
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Eksodo 14:13-16
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo