Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Estere 10

10
Ʋukuru bgaMordekai.
1Ɀino mambo Ahashveroshi wakateresa nyika, neɀiwi ɀeguŋgwa. 2Ɀino maɓasa ake ose ecikuriri, nesimba rake, ʋuye ɀose ɀoʋukuru bgaMordekai, bgaakakudzwa nabgo namambo, haɀina‐kunyorwa here pabuku yamakoronike amadzimambo eMedia nePersia? 3Nokuti Mordekai muJuda wakaŋga ari wecipiri paʋushe aciteʋera mambo Ahashveroshi; waiʋa mukuru pakati paʋaJuda, akaɗikanwa naʋazhinji ʋehama dzake; waitȿakira ʋanhu ʋake ɀakanaka, acitaurira rudzi rwake rwose ɀorugare.

Zvasarudzwa nguva ino

Estere 10: SUB1949

Sarudza vhesi

Pakurirana nevamwe

Sarudza zvinyorwa izvi

None

Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda