Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Estere 1:1-3

Estere 1:1-3 SUB1949

Ɀino pamazuʋa aAhashveroshi, (ndiye Ahashveroshi waiɓata ʋushe kubva paIndia kuȿikira Etiopia, pamatiʋi enyika anezana namakumi maʋiri namanomŋe;) pamazuʋa iwayo mambo Ahashveroshi agere pacigaro cake coʋushe cakaŋga ciri paShushani panhare yamambo, pagore recitatu rokuɓata kwake ʋushe, wakaitira macinda ake ose naʋaranda ʋake mutambo; hondo dzePersia neMedia, naʋakuru namacinda enyika ʋakaŋga ʋari pamberi pake.

Verenga chikamu Estere 1