Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaEfeso 6:12-16

ƲaEfeso 6:12-16 SUB1949

Nokuti hatirwi nenyama neropa, asi naʋaɓati, naʋanesimba, namadzishe enyika erima rino, nemŋeya yakaipa yeɗeŋga. Saka torai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMŋari, kuti mugone kudziʋisa pazuʋa rakaipa, nokuramba mumire mapedza ɀose. Naiɀoɀo mirai makasuŋga ɀiʋuno ɀenyu neɀokwaɗi, makapfeka cidzitiro cecifuʋa cokururama, makasuŋga patsoka dzenyu kugadzirwa kweEvaŋgeri yorugare; pamsoro paiɀoɀi makatora nhoʋo huru yokutenda, yamuŋgagona kudzima nayo miseʋe yose yomŋoto yowakaipa.

Verenga chikamu ƲaEfeso 6